Muporofita opomerwa kutsakatisa mwanakomana (17)
Kingstone Mapupu MUPOROFITA wechechi yeJohane Masowe weChishanu wekuChitungwiza — anombogara kune imwe imba yake iri kwaDhonoro kuEpworth — ari kupomerwa kutsakatisa mukomana wemakore 17 ekuberekwa uyo waakatora kuvabereki vake achiti…
Mufudzi wemombe akaitwa kafiramberi nekuda kwenharembozha
Kingstone Mapupu MUKOMANA aiita basa rekufudza mombe pane mumwe musha kwaSabhuku Kosvoro kudunhu raMambo Masunda, kuZvishavane akarohwa zvekuitwa kafiramberi nemwana wemushandirwi wake achipomerwa kuti aive amubira nharembozha yake. Mutauriri wemapurisa…
Apondera mudzimai mapiritsi ekuronga mhuri
Munyori weKwayedza MURUME ane makore 29 okuberekwa akamiswa mudare reChipinge Magistrates Court achipomerwa mhosva yekuponda mudzimai wake nekuda kwekuti ainwa mapiritsi ekuronga mhuri pasina mvumo yake. Felix Maphosa wekuChipinge anonzi…
Hama dzemudzimai akawanikwa akafa dzotsvagwa
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) kuBikita, kuMasvingo vari kutsvaga hama dzemudzimai akawanikwa akafa nemusi wa27 Zvita gore rakapera panzvimbo yemabhizimisi yeNyika Growth Point uyo ane mutumbi wakachengetwa kumochari…
Nyakuuraya munhu nepfumo asungwa
Kingstone Mapupu MUKOMANA ane makore 18 okuberekwa wekuMwenezi kuMasvingo, uyo ari kupomerwa kuuraya mumwe murume nekumubaya nepfumo mushure mekunge iye nevamwe vake vatatu vabatikidzwa vachiba chibage muminda yemadiridziro kuTriangle kuChiredzi,…
Makore 40 mujeri abata chembere chibharo achida kupfuma
Tsenulo Moyo MURUME ane makore 39 okuberekwa wekuTsholotsho, mudunhu reMatabeleland North akabata chibharo ambuya vane makore 70 okuberekwa kaviri mushure mekunge audzwa neimwe n’anga kuti ndizvo zvaaifanira kuita kana achida…
Mudzimai azviuraya abatikidzwa achishinha nemuzukuru parufu
Tendai Gukutikwa MUDZIMAI wekwaMutasa, kudunhu reManicaland akazviuraya mushure mekubatikidzwa nemurume wake achishinha nemuzukuru muimba yavo yekubikira parufu. Chiitiko chinokatyamadza ichi chakaitika parufu rwehama, makiromita angangoita zana kubva pamba pemudzimai akazviuraya…
MAONERO EDU: Remangwana rirongere
Gore ra2024 rakasvika kumagumo uye pane zvakawanda zvakaitika mariri, zvinofadza pamwe nezvinosuwisa. Veruzhinji vaive nezvishuwo zvakasiyana-siyana mugore richangopera iri. Zvimwe zvezvishuviro izvi zvakazadzikiswa uye zvimwe zvacho hazvina. Kune vane zvavaida…
‘ZIFA inoda mutungamiriri ane chido nenhabvu’
Abel Ndooka VATSIGIRI venhabvu vanoti mutungamiriri mutsva wesangano reZimbabwe Football Association (ZIFA), uyo achasarudzwa munguva pfupi inotevera, anofanirwa kuva munhu ane rudo nemutambo uyu uye achashanda nesimba kusimudzira nhabvu. Zvichitevera…
Nakamba adzoka muchikwata cheLuton Town
Abel Ndooka KAPUTENI wemaWarriors – Marvelous Nakamba – akadzoka muchikwata cheLuton Town ndokutamba maminitsi 65 apo chakakundwa 2-1 neSwansea City musi weSvondo. Nakamba ange ave nemitambo yakawanda achingogara pabhenji asingatambe…