Daily Newsletter

Mbavha ‘yakarasiswa’ neCCTV 

Muchaneta Chimuka MURUME ane makore 22 okuberekwa wekuManyame Park, kuChitungwiza wekuba bhasikoro remunhu ainge apinda pamuzinda wekubheja weHuruyadzo Betting Shop kuSt Mary’s ozvidemba zvichitevera kuonekwa kwaakaitwa paCCTV izvo zvakaita kuti…

Baba vanoenda nemwanasikana (2) kubhawa, vomunwisa doro

Jemira Chitakunye MUMWE mudzimai anoti murume wake anoenda kubhawa nemwanasikana wavo ane makore maviri okuberekwa uye omunwisa doro. Gloria Masendu akaudza dare reHarare Civil Cout kuti murume wake, Tawana Chiremba,…

‘Border jumper’ aba imbwa kuBotswana 

Gibson Mhaka TINOWANZONZWA pamusoro pezvevamwe vanhu vanopoya miganhu yenyika vachienda kunze kunotsvaga zvekurarama nazvo, asi Givers Ncube (26) wemubhuku raSilombe kunzvimbo yeIngwizi kuMphoengs, kudunhu reMatabeleland South, akaita zvine musiyano sezvo…

Vaviri mutirongo vacheka murume rurimi

Liberty Dube VARUME vaviri — Forget Mutepfa (35) naGreater Mateta (29) — parizvino vari muhusungwa vachimirira kutongwa vachipomerwa mhosva yekurova nekucheka rurimi rwaHonest Tokodo (31) wekuBurma Valley munaMbudzi gore radarika.…

‘Museum yakakosha pakuchengetedza nhoroondo’

Munyori weKwayedza NZVIMBO yeMuseum of African Liberation inopa mukana kune vatori venhau kuti vaone kukosha kwenhoroondo yekuzvipira kwakaita vanhu vatema kurwisa hutongi hwevachena, vanodaro gurukota rezvekuburitswa kwemashoko nenyaya dzenhepfenyuro, Dr…

PAZ yoshungurudzika netsaona dzemumigwagwa

Muchaneta Chimuka SANGANO rePassenger Association of Zimbabwe (PAZ) rinoti riri kushungurudzika zvikuru nekuwanda kuri kuita tsaona dzemumigwagwa idzo zhinji dzacho dziri kukonzerwa nevatyairi vasina hanya yekutevedzera mitemo yemumigwagwa. VaTafadzwa Goaliath…

‘Nhabvu yemadzimai ngaisimudzirwe’

Abel Ndooka JOYCE Kapota mumwe wemadzimai vari kukukwidza kupinda pachigaro chemutevedzeri wemutungamiriri wesangano reZIFA anoti hutungamiriri hutsva huchasarudzwa musarudzo dziri kutevera hunofanira kukoshesa kusimudzira nhabvu yemadzimai nekuvawanisa mikana yakaenzana nevanhurume.…

MaWarriors kuEurope

Abel Ndooka MWAKA wekuLigue 1 kuFrance uko kunotambira Marshall Munetsi naTino Kadewere wakasimudzira svondo radarika mushure mekunge mitambo yambomiswa panguva yezororo reKisimusi. Munetsi akatamba mutambo wese apo chikwata chake cheStade…

MaChevrons obandana neIreland

Abel Ndooka CHIKWATA chenyika checricket chemaChevrons chichasangana necheIreland mumitambo minomwe inoti mumwechete weTest Match Series, mitatu yeOne Day International neimwe mitatu yeTwenty20 International Series. Mitambo yezvikwata zviviri izvi ichatanga mwedzi…

Makororo 2 emotokari asungwa

Kingstone Mapupu MAKORORO maviri — ayo anogara kuEpworth — ange arura kuba motokari munzvimbo dzakasiyana dzenyika akasungwa nematikitivha eCriminal Investigations Department (CID) ekuchikamu chinoona nezvemotokari cheVehicle Theft Squad. Mufaro Mupandira…

Translate »