Daily Newsletter

Zim yamirira AFCON draw

Abel Ndooka MUMASVONDO maviri ari kutevera, chikwata chenyika chenhabvu chemaWarriors chichaziviswa kuti chichasangana nezvikwata zvipi kumutambo we2025 Total Energies Africa Cup of Nations apo pachaitwa draw remutambo uyu kuRabat, kuMorocco.…

Kuyamurana FC, Avenues zvorwira mukombe

Abel Ndooka KUCHANGE kusingadanwe anonzwa panhandare inodaidzwa kuti Pabawa kuMbare, muHarare apo chikwata cheKuyamurana FC chichabandana necheAvenues mufainari yemutambo weWonder Kalota National Stodart Cup Final svondo rino. Mutambo uyu wakatanga…

2025 igore rekushanda nesimba: ZKU

Abel Ndooka SANGANO reZimbabwe Karate Union rinoti gore rino richashanda nesimba kuti rigotumira vatambi vakawanda kunokwikwidza kumitambo yekunze kunyika dzakaita seJapan, England, Montenegro neWales. Muhurukuro, mutungamiri weZKU – Shihan Tawanda…

Makorokoza 2 adhirikirwa akafa

Kingstone Mapupu MAKOROKOZA maviri akafa mushure mekudhirikirwa nevhu remumugodhi mavaishandira kuMberengwa nemusi weChipiri svondo rapera. Mutauriri wemapurisa kudunhu reMidlands, Inspector Emmanuel Mahoko, vanoti vaviri ava vakadhirikirwa vari pasi pemugodhi weKnot…

Aba mbudzi ndokutengesera nyama yacho waabira

Sheronrose Mugombi MURUME ane makore 28 okuberekwa wekuHwange akaba mbudzi, ndokuivhiya uye ndokuzotengesera nyama yacho kumunhu waaive abira.  Shylock Zulu akaba mbudzi yaThabani Sibanda apo yaive kumafuro eMashala. Akavhiya mbudzi…

President’s stroke of genius unlocks billions

Wallace Ruzvidzo  Herald Reporter  THE introduction of bankable title deeds for State-owned land and the establishment of Mutapa Investment Fund have placed the national economy in a position of solvency…

Gukurahundi public hearings to start first quarter

Nqobile Tshili Bulawayo Bureau Long-awaited Gukurahundi public hearings are expected to open in the first quarter of this year, with a designated Command Centre in Bulawayo being renovated to securely…

Title deeds: Banks can’t seize farmers’ land

Fungi Kwaramba News Editor  BANKABLE title deeds for State-owned land will not result in financial institutions seizing control of large tracts of land, or lead to the reversal of  the…

19 new civil registry offices opened

Manicaland Bureau NINETEEN new civil registry centres have been set up since 2018, significantly improving access to civil documentation, Home Affairs and Cultural Heritage Minister Kazembe Kazembe said in Mutare…

Africa must counter security threats: Minister

Columbus Mabika and Spiwe Sarakunze AFRICA needs to invest in home-grown and developed hardware, software and critical information system infrastructure to counter national security challenges, Information, Publicity and Broadcasting Services Minister,…

Translate »