Daily Newsletter

MAONERO EDU: Remangwana rirongere

Gore ra2024 rakasvika kumagumo uye pane zvakawanda zvakaitika mariri, zvinofadza pamwe nezvinosuwisa.  Veruzhinji vaive nezvishuwo zvakasiyana-siyana mugore richangopera iri.  Zvimwe zvezvishuviro izvi zvakazadzikiswa uye zvimwe zvacho hazvina.  Kune vane zvavaida…

‘ZIFA inoda mutungamiriri ane chido nenhabvu’

Abel Ndooka VATSIGIRI venhabvu vanoti mutungamiriri mutsva wesangano reZimbabwe Football Association (ZIFA), uyo achasarudzwa munguva pfupi inotevera, anofanirwa kuva munhu ane rudo nemutambo uyu uye achashanda nesimba kusimudzira nhabvu. Zvichitevera…

Nakamba adzoka muchikwata cheLuton Town

Abel Ndooka KAPUTENI wemaWarriors – Marvelous Nakamba – akadzoka muchikwata cheLuton Town ndokutamba maminitsi 65 apo chakakundwa 2-1 neSwansea City musi weSvondo. Nakamba ange ave nemitambo yakawanda achingogara pabhenji asingatambe…

DeMbare yorongera 2025

Abel Ndooka MURAIRIDZI weDynamos FC – Lloyd ‘Mablanyo’ Chigowe – anoti gadziriro dzechikwata chake dzemwaka mutsva wa2025 dzichatanga nemusi wa7 Ndira uye gore rino vanoda kutamba nhabvu yepamusoro-soro. Mwaka wadarika,…

Zhombe man stabbed to death

Midlands Bureau A 21- year-old man died after he was stabbed with a Colombian knife in a revenge attack at Zvibhawabhawa Business Centre, Zhombe on Monday. Midlands Provincial  police spokesperson…

Govt rolls out provincial media tours of key projects

Blessings Chidhakwa Information, Publicity, and Broadcasting Services Minister Jenfan Muswere is today leading a media tour of signature projects that were carried out last year in Harare. The tour is…

Translate »